调:D# minor
Verse 1
you can not do it
But tell them, \"No I can\"
Look at me now, baby,
I'm doing it, I did it
I'm still gonna do it, 'til I die baby
Verse 2
mungadiiko? (Hapana zvaunombondiita)
mungadidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Chero mukazama-zama-zama-zama
sei (hapana zvaunombondiita)
Hapana zvamungandiita,
mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Verse 3
(Hapana zvaunombondiita)
mungandiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Chero ndikadai,
chero ndikadai (hapana zvaunombondiita)
mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Verse 4
Ey, hona, hona manje,
me and my team tirikuswera all day, tirikuvhayirwa
Ey, out here, tichi-liver that good,
good life, tongoripwa kangogarira
Hanzi, hanzi, kwanzi zvai,
hee hee zvazodai, manje ini ndatojaira
Ey, I can see you mukurwadziwa, eh
Verse 5
ehh (wakapenga wakadaro)
Chero vakazama sei,
usatombozvidzikisira eh
Chero ukazama zama something
(something)
Hazvina kana basa, koo ungandidii?
Verse 6
zvaunombondiita)
mungadidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Chero mukazama-zama-zama-zama sei
(hapana zvaunombondiita)
mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Verse 7
mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
mungandiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Chero ndikadai,
chero ndikadai (hapana zvaunombondiita)
mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Verse 8
I got you trapping,
I got you dabbing, but hapana zvamungaaita
Mungandidii? Taking over, Im taking
over', imbondisiya ndimboshaina ehh
Tryna stop me from doing
me, ende murikundigaira ehh
I can see you, mukurwadziwa
Verse 9
eh (wakapenga wakadaro)
F
Ende usatombozvityira
usatombozvidzikisira, hey
Mwana wamai, lemmie tell you
(something) hmm
Verse 10
mungadiiko? (Hapana zvaunombondiita)
mungadidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Chero mukazama-zama-zama-zama sei
(hapana zvaunombondiita)
Verse 11
mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
mungandiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Chero ndikadai, chero ndikadai
(hapana zvaunombondiita)
Hapana zvamunondiita,
你觉得这首歌曲怎么样?
调音器E A D G B E
和弦Am F
更多来自Takura的歌曲
探索更多歌曲的和弦以进行演奏
全球流行和弦
所有用户中最常弹奏的和弦和谱子
